Nzou yakabva yasiya hayo mvura yonanga mudondo
Mbizi dzakabva dzasvika dzikatanga kunwa hadzo mvura
Nguruve , mbizi, furiramudenga, mhara dzose kata pamvura
mudhara akasvika pamvura aine nyoka mumusoro
Nyoka yakasiyana naye iye ndokuikanda pasi
Gava akatsvaga zano